VaEfeso 4:1, 2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Saka ini, musungwa munaShe,+ ndinokukumbirai kuti mufambe zvinoenderana nekudanwa kwamakaitwa,+ 2 nekuzvininipisa kwese*+ neunyoro, nemwoyo murefu,+ nekunzwisisana murudo,+ 1 VaTesaronika 5:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Uyewo tinokukurudzirai hama, kuti muyambire vaya vanofamba zvisina kukodzera,+ munyaradze vaya vakaora mwoyo, mutsigire vasina simba, uye muitire mwoyo murefu vanhu vese.+
4 Saka ini, musungwa munaShe,+ ndinokukumbirai kuti mufambe zvinoenderana nekudanwa kwamakaitwa,+ 2 nekuzvininipisa kwese*+ neunyoro, nemwoyo murefu,+ nekunzwisisana murudo,+
14 Uyewo tinokukurudzirai hama, kuti muyambire vaya vanofamba zvisina kukodzera,+ munyaradze vaya vakaora mwoyo, mutsigire vasina simba, uye muitire mwoyo murefu vanhu vese.+