RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mabasa 16:1, 2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Saka akasvika kuDhebhe uyewo kuRistra.+ Ikoko kwaiva nemumwe mudzidzi ainzi Timoti,+ amai vake vaiva vechiJudha uye vari mutendi, asi baba vake vari muGiriki, 2 uye aipupurirwa zvakanaka kwazvo nehama dzemuRistra neIkoniyumu.

  • VaRoma 16:21
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 21 Timoti, mumwe wangu wandinoshanda naye, anokukwazisai, naRusiyasi, naJasoni, naSosipata, hama dzangu.+

  • 1 VaKorinde 16:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Kana Timoti+ asvika ikoko, musaita kuti pave nechaanotya paanenge ainemi, nekuti ari kuita basa raJehovha,*+ sezvandiri kuitawo.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe