Johani 8:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 12 Jesu akabva ataurazve navo, achiti: “Ndini chiedza chenyika.+ Wese anonditevera haazombofambi murima, asi achava nechiedza+ cheupenyu.” VaKorose 1:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Iye akatinunura pasimba rerima,+ akatipinza muumambo hweMwanakomana wake anodiwa, 1 Petro 2:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Asi imi muri “vanhu vakasarudzwa, vapristi uye madzimambo, rudzi rutsvene,+ vanhu vake vaanokoshesa,+ kuti muzivise kwese kwese kunaka kukuru”*+ kwaiye akakudanai kubva murima, akakupinzai muchiedza chake chinoshamisa.+
8 12 Jesu akabva ataurazve navo, achiti: “Ndini chiedza chenyika.+ Wese anonditevera haazombofambi murima, asi achava nechiedza+ cheupenyu.”
9 Asi imi muri “vanhu vakasarudzwa, vapristi uye madzimambo, rudzi rutsvene,+ vanhu vake vaanokoshesa,+ kuti muzivise kwese kwese kunaka kukuru”*+ kwaiye akakudanai kubva murima, akakupinzai muchiedza chake chinoshamisa.+