1 VaTesaronika 5:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Uyewo tinokukurudzirai hama, kuti muyambire vaya vanofamba zvisina kukodzera,+ munyaradze vaya vakaora mwoyo, mutsigire vasina simba, uye muitire mwoyo murefu vanhu vese.+
14 Uyewo tinokukurudzirai hama, kuti muyambire vaya vanofamba zvisina kukodzera,+ munyaradze vaya vakaora mwoyo, mutsigire vasina simba, uye muitire mwoyo murefu vanhu vese.+