VaKorose 1:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 ndokunge imi maramba muri pakutenda,+ makanyatsogara pafaundesheni+ uye makasimba,+ musingabviswi patariro yemashoko akanaka amakanzwa uye akaparidzirwa zvisikwa zvese zviri pasi pedenga.+ Ini Pauro ndakava mushumiri wemashoko akanaka iwaya.+
23 ndokunge imi maramba muri pakutenda,+ makanyatsogara pafaundesheni+ uye makasimba,+ musingabviswi patariro yemashoko akanaka amakanzwa uye akaparidzirwa zvisikwa zvese zviri pasi pedenga.+ Ini Pauro ndakava mushumiri wemashoko akanaka iwaya.+