VaKorose 1:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 chero bedzi imi muchiramba muri pakutenda,+ makatsiga panheyo+ uye makasimba+ musingabviswi patariro yemashoko akanaka iwayo amakanzwa,+ uye akaparidzirwa+ zvisikwa zvose+ zviri pasi pedenga. Ini Pauro ndakava mushumiri wemashoko akanaka iwaya.+ VaKorose Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 1:23 Nharireyomurindi (Yekudzidza),4/2020, pp. 6-7 Nharireyomurindi,3/1/2010, p. 294/1/2001, p. 11 Kupupurira Kwazvo, p. 217 Vazivisi, p. 28
23 chero bedzi imi muchiramba muri pakutenda,+ makatsiga panheyo+ uye makasimba+ musingabviswi patariro yemashoko akanaka iwayo amakanzwa,+ uye akaparidzirwa+ zvisikwa zvose+ zviri pasi pedenga. Ini Pauro ndakava mushumiri wemashoko akanaka iwaya.+
1:23 Nharireyomurindi (Yekudzidza),4/2020, pp. 6-7 Nharireyomurindi,3/1/2010, p. 294/1/2001, p. 11 Kupupurira Kwazvo, p. 217 Vazivisi, p. 28