VaKorose 1:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 akauya kwamuri. Sezvo mashoko akanaka ari kuva nezvibereko uye ari kuwedzera munyika yese,+ ndizvo zvaari kuitawo pakati penyu kubvira musi wamakanzwa uye wamakanyatsoziva nyasha dzaMwari muchokwadi.
6 akauya kwamuri. Sezvo mashoko akanaka ari kuva nezvibereko uye ari kuwedzera munyika yese,+ ndizvo zvaari kuitawo pakati penyu kubvira musi wamakanzwa uye wamakanyatsoziva nyasha dzaMwari muchokwadi.