Johani 13:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Akabva aisa mvura mumudziyo wekugezera, akatanga kugeza tsoka dzevadzidzi achidzipukuta nejira raakanga akamonera* muchiuno. Johani 13:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Saka kana ini, Ishe uye Mudzidzisi, ndageza tsoka dzenyu,+ nemiwo munofanira kugezana tsoka.+
5 Akabva aisa mvura mumudziyo wekugezera, akatanga kugeza tsoka dzevadzidzi achidzipukuta nejira raakanga akamonera* muchiuno.