RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Timoti 6:3, 4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 3 Kana munhu akadzidzisa imwe dzidziso, asingabvumirani nedzidziso yakanaka*+ inobva kunaShe wedu Jesu Kristu, kana dzidziso inoenderana nekuzvipira kuna Mwari,+ 4 anenge achizvitutumadza uye haana chaanonzwisisa.+ Anofarira zvenharo nekukakavadzana pamusoro pemashoko.+ Zvinhu izvi zvinoita kuti pave negodo, kukakavadzana, kutukana, kufungirana zvakaipa,

  • Tito 1:7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 Nekuti semuranda* waMwari, mutariri anofanira kuva munhu asina chaanopomerwa, asina kuoma musoro,+ asingakurumidzi kushatirwa,+ asiri chidhakwa, asingaiti mhirizhonga,* asingakari pfuma,

  • Tito 1:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 anobatisisa mashoko akatendeka pakudzidzisa kwake,+ kuti akwanise kukurudzira* achidzidzisa zvinhu zvakanaka*+ uye kutsiura+ vaya vanopikisa.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe