2 VaKorinde 1:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Kana tikasangana nematambudziko,* zvichaita kuti imi munyaradzwe uye muponeswe; uye kana tiri kunyaradzwa, zvichaita kuti imi munyaradzwe, zvokubatsirai kutsungirira matambudziko akafanana neatinosanganawo nawo. VaEfeso 3:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Saka ndinokumbira kuti musadzokera shure nekuda kwematambudziko andiri kusangana nawo pamusana penyu, nekuti iwo anoreva kukudzwa kwenyu.+ VaKorose 1:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Iye zvino ndava kufara pakutambura kwandiri kuita pamusana penyu,+ uye ndiri kusangana nekutambura kwaKristu uko kusati kwaitika zvakakwana panyama yangu kuti ndibatsire muviri wake,+ iyo ungano.+
6 Kana tikasangana nematambudziko,* zvichaita kuti imi munyaradzwe uye muponeswe; uye kana tiri kunyaradzwa, zvichaita kuti imi munyaradzwe, zvokubatsirai kutsungirira matambudziko akafanana neatinosanganawo nawo.
13 Saka ndinokumbira kuti musadzokera shure nekuda kwematambudziko andiri kusangana nawo pamusana penyu, nekuti iwo anoreva kukudzwa kwenyu.+
24 Iye zvino ndava kufara pakutambura kwandiri kuita pamusana penyu,+ uye ndiri kusangana nekutambura kwaKristu uko kusati kwaitika zvakakwana panyama yangu kuti ndibatsire muviri wake,+ iyo ungano.+