VaKorose 1:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Ndiri kufara zvino pakutambura kwangu kuzhinji nokuda kwenyu,+ uye iniwo, ndiri kuzadzisa panyama yangu zvakasara pakutambudzika+ kwaKristu nokuda kwomuviri wake, iyo ungano.+
24 Ndiri kufara zvino pakutambura kwangu kuzhinji nokuda kwenyu,+ uye iniwo, ndiri kuzadzisa panyama yangu zvakasara pakutambudzika+ kwaKristu nokuda kwomuviri wake, iyo ungano.+