1 Timoti 2:3, 4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Izvi zvakanaka uye zvinogamuchirika pamberi peMuponesi wedu, Mwari,+ 4 uyo anoda kuti vanhu vakasiyana-siyana vaponeswe+ uye vasvike pakuva neruzivo rwakarurama pamusoro pechokwadi.
3 Izvi zvakanaka uye zvinogamuchirika pamberi peMuponesi wedu, Mwari,+ 4 uyo anoda kuti vanhu vakasiyana-siyana vaponeswe+ uye vasvike pakuva neruzivo rwakarurama pamusoro pechokwadi.