Johani 13:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Judhasi paakanga atora chingwa chacho, Satani akabva apinda maari.+ Saka Jesu akati kwaari: “Kurumidza kuita zvauri kuita.” Mabasa 5:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Petro akabva ati: “Ananiyasi, nei Satani akushingisa kuti uedze kunyepera+ mweya mutsvene+ ukavanza imwe mari yemunda wawatengesa? 1 Timoti 1:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Vamwe vavo ndiHimeniyo+ naArekizanda, uye ndakavaisa kuna Satani+ kuti varangwe, vadzidze kusamhura.
27 Judhasi paakanga atora chingwa chacho, Satani akabva apinda maari.+ Saka Jesu akati kwaari: “Kurumidza kuita zvauri kuita.”
3 Petro akabva ati: “Ananiyasi, nei Satani akushingisa kuti uedze kunyepera+ mweya mutsvene+ ukavanza imwe mari yemunda wawatengesa?
20 Vamwe vavo ndiHimeniyo+ naArekizanda, uye ndakavaisa kuna Satani+ kuti varangwe, vadzidze kusamhura.