Mateu 24:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Paakanga akagara pasi muGomo reMiorivhi, vadzidzi vakaenda kwaari vari vega, vakati: “Tiudzei, zvinhu izvi zvichaitika riini, uye chii chichava chiratidzo chekuti mavapo*+ uye chekuti nyika yava kumagumo kwayo?”*+ 1 Timoti 4:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Asi shoko rakafemerwa rinonyatsotaura* zvakajeka kuti munguva inouya vamwe vachatsauka pakutenda, vachiteerera kutaura kwakafemerwa kunotsausa*+ nedzidziso dzemadhimoni, 2 Petro 3:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Chekutanga, zivai kuti mumazuva ekupedzisira vaseki vachauya vachiseka, vachiita zvavanoda,+ Judha 17, 18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Asi imi vadiwa, yeukai mashoko akataurwa* nevaapostora vaShe wedu Jesu Kristu, 18 avaigara vachitaura kwamuri, vachiti: “Panguva yekupedzisira pachava nevaseki vanotevera mwoyo yavo inoda kuita zvisingafadzi Mwari.”+
3 Paakanga akagara pasi muGomo reMiorivhi, vadzidzi vakaenda kwaari vari vega, vakati: “Tiudzei, zvinhu izvi zvichaitika riini, uye chii chichava chiratidzo chekuti mavapo*+ uye chekuti nyika yava kumagumo kwayo?”*+
4 Asi shoko rakafemerwa rinonyatsotaura* zvakajeka kuti munguva inouya vamwe vachatsauka pakutenda, vachiteerera kutaura kwakafemerwa kunotsausa*+ nedzidziso dzemadhimoni,
17 Asi imi vadiwa, yeukai mashoko akataurwa* nevaapostora vaShe wedu Jesu Kristu, 18 avaigara vachitaura kwamuri, vachiti: “Panguva yekupedzisira pachava nevaseki vanotevera mwoyo yavo inoda kuita zvisingafadzi Mwari.”+