-
1 Timoti 1:9, 10Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
9 achiziva kuti mutemo hauna kuitirwa munhu akarurama, asi wakaitirwa vaya vasingateereri mutemo+ nevanopanduka, vasingadi Mwari, vatadzi, vasina kuvimbika nevasina kuchena, vanouraya vanababa uye vanouraya vanaamai, mhondi, 10 mhombwe,* varume vanoita zveungochani,* vanoba vanhu, vanoreva nhema, vanopika zvenhema, uye zvinhu zvese zvinopesana nedzidziso yakanaka*+
-