RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 12:7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 Jehovha akabva azviratidza kuna Abramu akati: “Ndichapa mwana*+ wako nyika iyi.”+ Saka akavakira Jehovha atari ipapo, uyo akanga azviratidza kwaari.

  • Genesisi 14:18-20
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 18 Uye Merekizedheki+ mambo weSarema+ akauya nechingwa newaini; aiva mupristi waMwari Wekumusorosoro.+

      19 Akabva amukomborera achiti:

      “Abramu ngaakomborerwe naMwari Wekumusorosoro,

      Musiki wedenga nenyika;

      20 Mwari Wekumusorosoro ngaarumbidzwe,

      Aisa vadzvinyiriri vako muruoko rwako!”

      Abramu akabva amupa chegumi chezvinhu zvese.+

  • Genesisi 17:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 Ndichaita kuti ubereke kwazvo, uye ndichaita kuti uve marudzi, uye madzimambo achabuda mauri.+

  • Genesisi 22:17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 chokwadi ndichakukomborera uye ndichaita kuti vana* vako vawande senyeredzi dzekudenga uye sejecha riri pamhenderekedzo yegungwa,+ uye mwana* wako achaita kuti gedhi revavengi vake rive rake.*+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe