-
VaGaratiya 2:15, 16Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
15 Isu vacho vakazvarwa vari vaJudha, kwete vatadzi vanobva kune mamwe marudzi, 16 tinoziva kuti munhu haanzi akarurama nemabasa emutemo, asi nekutenda+ muna Kristu Jesu chete.+ Saka takatenda muna Kristu Jesu, kuti tinzi takarurama nekutenda muna Kristu, kwete nemabasa emutemo, nekuti hapana munhu achanzi akarurama nemabasa emutemo.+
-