VaRoma 1:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Nekuti maari,* kururama kwaMwari kuri kubudiswa pachena kune vanotenda,+ uye izvi zvinosimbisa kutenda kwavo, sekunyorwa kwazvakaitwa kuti: “Asi munhu akarurama achararama nekutenda.”+ Jakobho 2:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 zvikazadzisa rugwaro runoti: “Abrahamu akatenda muna Jehovha,* akanzi akarurama,”+ uye akasvika pakunzi shamwari yaJehovha.*+
17 Nekuti maari,* kururama kwaMwari kuri kubudiswa pachena kune vanotenda,+ uye izvi zvinosimbisa kutenda kwavo, sekunyorwa kwazvakaitwa kuti: “Asi munhu akarurama achararama nekutenda.”+
23 zvikazadzisa rugwaro runoti: “Abrahamu akatenda muna Jehovha,* akanzi akarurama,”+ uye akasvika pakunzi shamwari yaJehovha.*+