-
VaHebheru 9:11, 12Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
11 Asi Kristu paakauya semupristi mukuru wezvinhu zvakanaka zvakatoitika, akapfuura nemutende guru uye rakanyatsokwana risina kugadzirwa nemaoko, kureva kuti, risina kuita sezvinhu zvakasikwa zvepasi pano. 12 Haana kupinda munzvimbo tsvene neropa rembudzi neremikono midiki yemombe, asi neropa rake pachake,+ kamwe chete zvikabva zvakwana, akaita kuti tiwane kununurwa* kusingaperi.+
-