VaHebheru 6:19, 20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Tine tariro+ iyi sechinhu chinotsigisa mweya,* yechokwadi uye yakasimba, uye inopinda mukati meketeni,+ 20 umo mune mumwe akatanga kupinda achitimiririra, iye Jesu,+ uyo ava mupristi mukuru nekusingaperi sezvakanga zvakaita Merekizedheki.+ VaHebheru 9:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Haana kupinda munzvimbo tsvene neropa rembudzi neremikono midiki yemombe, asi neropa rake pachake,+ kamwe chete zvikabva zvakwana, akaita kuti tiwane kununurwa* kusingaperi.+
19 Tine tariro+ iyi sechinhu chinotsigisa mweya,* yechokwadi uye yakasimba, uye inopinda mukati meketeni,+ 20 umo mune mumwe akatanga kupinda achitimiririra, iye Jesu,+ uyo ava mupristi mukuru nekusingaperi sezvakanga zvakaita Merekizedheki.+
12 Haana kupinda munzvimbo tsvene neropa rembudzi neremikono midiki yemombe, asi neropa rake pachake,+ kamwe chete zvikabva zvakwana, akaita kuti tiwane kununurwa* kusingaperi.+