RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dhanieri 9:24
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 24 “Pane mavhiki* 70 akasarudzirwa vanhu vako neguta rako dzvene,+ kuti kutadza kugumiswe, kuti chivi chipedzwe,+ kuti kukanganisa kuregererwe,+ kuti pave nekururama nekusingaperi,+ kuti chiratidzo neuprofita zviiswe chidhindo,*+ uye kuti Nzvimbo Tsvenetsvene izodzwe.

  • Mateu 20:28
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 28 Sezvakangoitwa neMwanakomana wemunhu, uyo asina kuuya kuzoshumirwa, asi kuzoshumira+ nekupa upenyu hwake* kuti adzikinure vanhu vazhinji.”+

  • 1 Timoti 2:5, 6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Nekuti kuna Mwari mumwe chete,+ nemurevereri mumwe chete+ pakati paMwari nevanhu,+ ariwo munhu, Kristu Jesu,+ 6 uyo akazvipa kuti ave rudzikinuro runoenzanirana nevanhu vese;*+ izvi ndizvo zvichapupurirwa nezvazvo panguva yacho chaiyo.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe