Zekariya 6:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Ndiye achavaka temberi yaJehovha, uye ndiye achakudzwa. Achagara pachigaro chake cheumambo otonga, uye achavawo mupristi pachigaro chake cheumambo,+ uye zviviri zvacho* zvichashanda pamwe chete.* VaHebheru 3:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 asi Kristu akanga akatendeka semwanakomana+ pakutungamirira zvinhu muimba yaMwari. Isu tiri imba yake+ ndokunge tabatisisa rusununguko rwedu rwekutaura uye tariro yatinozvirumbidza nayo kusvikira kumagumo.
13 Ndiye achavaka temberi yaJehovha, uye ndiye achakudzwa. Achagara pachigaro chake cheumambo otonga, uye achavawo mupristi pachigaro chake cheumambo,+ uye zviviri zvacho* zvichashanda pamwe chete.*
6 asi Kristu akanga akatendeka semwanakomana+ pakutungamirira zvinhu muimba yaMwari. Isu tiri imba yake+ ndokunge tabatisisa rusununguko rwedu rwekutaura uye tariro yatinozvirumbidza nayo kusvikira kumagumo.