Pisarema 144:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Haiwa Jehovha, munhu chiiko zvamuine hanya naye,Iye mwanakomana wemunhu zvamunomufunga?+