Pisarema 8:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Munhu chiiko zvamunomufunga,Uye mwanakomana wemunhu zvamunomuchengeta?+ VaHebheru 2:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Asi chimwe chapupu chakambonyora kuti: “Munhu chiiko zvamunomufunga, kana mwanakomana wemunhu zvamunomuchengeta?+
6 Asi chimwe chapupu chakambonyora kuti: “Munhu chiiko zvamunomufunga, kana mwanakomana wemunhu zvamunomuchengeta?+