VaRoma 15:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Nekuti kunyange Kristu haana kuzvifadza,+ asi sekunyorwa kwazvakaitwa, kuti: “Kuzvidza kwevaya vanokuzvidzai kwawira pandiri.”+ 2 VaKorinde 12:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Saka ndinofara mukusava nesimba, mukutukwa, mukushayiwa, mukutambudzwa uye mukuomerwa nezvinhu, nekuda kwaKristu. Nekuti pandinenge ndisina simba, ndipo pandiine simba.+ 1 Petro 4:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Kana muchishorwa* nekuda kwezita raKristu, munofara,+ nekuti mweya wekubwinya, iwo mweya waMwari, uri pamuri.
3 Nekuti kunyange Kristu haana kuzvifadza,+ asi sekunyorwa kwazvakaitwa, kuti: “Kuzvidza kwevaya vanokuzvidzai kwawira pandiri.”+
10 Saka ndinofara mukusava nesimba, mukutukwa, mukushayiwa, mukutambudzwa uye mukuomerwa nezvinhu, nekuda kwaKristu. Nekuti pandinenge ndisina simba, ndipo pandiine simba.+
14 Kana muchishorwa* nekuda kwezita raKristu, munofara,+ nekuti mweya wekubwinya, iwo mweya waMwari, uri pamuri.