-
Genesisi 2:2, 3Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
2 Pakazosvika zuva rechinomwe, Mwari akanga apedza basa rake raakanga achiita, uye akatanga kuzorora pazuva rechinomwe pabasa rake rese raakanga achiita.+ 3 Mwari akabva atanga kukomborera zuva rechinomwe, akariti idzvene, nekuti pazuva iroro Mwari akatanga kuzorora pabasa rake rekusika zvinhu zvese, zvese zvaakaita maererano nechinangwa chake.
-