VaHebheru 7:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Nekuti zvakakodzera kuti tive nemupristi mukuru akadaro, akavimbika, asina mhosva, asina kusvibiswa, akaparadzaniswa nevatadzi,+ uye akakwidziridzwa kupfuura matenga.+ 1 Petro 2:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Haana kuita chivi,+ uye haana kumbotaura mashoko eunyengeri.+
26 Nekuti zvakakodzera kuti tive nemupristi mukuru akadaro, akavimbika, asina mhosva, asina kusvibiswa, akaparadzaniswa nevatadzi,+ uye akakwidziridzwa kupfuura matenga.+