Mateu 7:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 “Regai kutonga+ kuti murege kutongwawo; Ruka 6:37 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 37 “Zvakare, regai kutonga, kuti imi murege kutongwawo;+ uye regai kuwanira vamwe mhosva, kuti imi murege kuwanirwawo mhosva. Rambai muchiregerera,* uye mucharegererwawo.*+ VaRoma 14:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Ndiwe ani unotonga mushandi wemumwe munhu?+ Iye anomira kana kuti anowa pamberi patenzi wake.+ Achamiswa, nekuti Jehovha* anogona kumumisa.
37 “Zvakare, regai kutonga, kuti imi murege kutongwawo;+ uye regai kuwanira vamwe mhosva, kuti imi murege kuwanirwawo mhosva. Rambai muchiregerera,* uye mucharegererwawo.*+
4 Ndiwe ani unotonga mushandi wemumwe munhu?+ Iye anomira kana kuti anowa pamberi patenzi wake.+ Achamiswa, nekuti Jehovha* anogona kumumisa.