RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 39:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  6 Chokwadi munhu wese anofamba-famba semumvuri.

      Anomhanya-mhanya* pasina.

      Anounganidza pfuma asi asingazivi kuti ndiani achaidya.+

  • Zvirevo 27:1
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 27 Usazvikudza nezvezuva ramangwana,

      Nekuti hauzivi kuti zuva rinotevera richaunza* chii.+

  • Muparidzi 6:12
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 Ndiani anoziva zvakanyatsonakira munhu kuti aite muupenyu pamazuva mashoma eupenyu hwake husina zvahunobatsira, anopfuura semumvuri?+ Nekuti ndiani angaudza munhu zvichazoitika pasi pezuva kana aenda?

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe