2 Makoronike 36:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Asi vakaramba vachiseka nhume dzaMwari wechokwadi,+ uye vakazvidza mashoko ake,+ vakanyomba vaprofita vake,+ kusvikira Jehovha atsamwira vanhu vake zvikuru,+ kusvikira vasisabatsiriki.*
16 Asi vakaramba vachiseka nhume dzaMwari wechokwadi,+ uye vakazvidza mashoko ake,+ vakanyomba vaprofita vake,+ kusvikira Jehovha atsamwira vanhu vake zvikuru,+ kusvikira vasisabatsiriki.*