Revhitiko 19:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 “‘Usatsiva+ kana kuchengetera chigumbu vanakomana vevanhu vekwako, ida muvakidzani wako sezvaunozviita.+ Ndini Jehovha. Mateu 22:39 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 39 Wechipiri, wakafanana nawo, ndeuyu: ‘Ida muvakidzani wako sezvaunozviita.’+ VaRoma 13:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Rudo haruitiri muvakidzani zvakaipa;+ saka rudo kuzadziswa kwemutemo.+
18 “‘Usatsiva+ kana kuchengetera chigumbu vanakomana vevanhu vekwako, ida muvakidzani wako sezvaunozviita.+ Ndini Jehovha.