Revhitiko 19:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 “‘Usatsiva+ kana kuchengetera chigumbu vanakomana vevanhu vekwako, ida muvakidzani wako sezvaunozviita.+ Ndini Jehovha. Mako 12:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Wechipiri ndeuyu, ‘Ida muvakidzani wako sezvaunozviita.’+ Hapana mumwe murayiro mukuru kupfuura iyi.” Ruka 10:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Iye akapindura achiti: “‘Ida Jehovha* Mwari wako nemwoyo wako wese nemweya* wako wese nesimba rako rese nepfungwa dzako dzese’+ uye ‘muvakidzani wako sezvaunozviita.’”+ VaKorose 3:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Asi kuwedzera pazvinhu izvi, pfekai rudo,+ nekuti irwo chisungo chakakwana chekubatana.+ Jakobho 2:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Zvino kana imi muchichengeta mutemo wamambo sezviri murugwaro urwu runoti: “Ida muvakidzani wako sezvaunozviita,”+ muri kuita zvakanaka. 1 Petro 1:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Zvino zvamakazvichenesa* kuburikidza nekuteerera kwenyu chokwadi, zvikaita kuti mude hama dzenyu zvisina unyengeri,+ dananai kwazvo zvichibva pamwoyo.+
18 “‘Usatsiva+ kana kuchengetera chigumbu vanakomana vevanhu vekwako, ida muvakidzani wako sezvaunozviita.+ Ndini Jehovha.
31 Wechipiri ndeuyu, ‘Ida muvakidzani wako sezvaunozviita.’+ Hapana mumwe murayiro mukuru kupfuura iyi.”
27 Iye akapindura achiti: “‘Ida Jehovha* Mwari wako nemwoyo wako wese nemweya* wako wese nesimba rako rese nepfungwa dzako dzese’+ uye ‘muvakidzani wako sezvaunozviita.’”+
8 Zvino kana imi muchichengeta mutemo wamambo sezviri murugwaro urwu runoti: “Ida muvakidzani wako sezvaunozviita,”+ muri kuita zvakanaka.
22 Zvino zvamakazvichenesa* kuburikidza nekuteerera kwenyu chokwadi, zvikaita kuti mude hama dzenyu zvisina unyengeri,+ dananai kwazvo zvichibva pamwoyo.+