Zvirevo 16:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Munhu asina maturo anochera zvakaipa;+Zvaanotaura zvinoita semoto unopisa.+ Mateu 12:36, 37 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 36 Ndinokuudzai kuti vanhu vachazvidavirira+ paZuva Rekutongwa pamusoro peshoko rese risingabatsiri ravanotaura; 37 nekuti uchanzi wakarurama nemashoko ako, kana kuti uchapiwa mhosva nemashoko ako.”
36 Ndinokuudzai kuti vanhu vachazvidavirira+ paZuva Rekutongwa pamusoro peshoko rese risingabatsiri ravanotaura; 37 nekuti uchanzi wakarurama nemashoko ako, kana kuti uchapiwa mhosva nemashoko ako.”