Muparidzi 12:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Nekuti Mwari wechokwadi achatonga mabasa ese, kusanganisira zvese zvakavanzwa, kuti aone kana zvakanaka kana kuti zvakaipa.+ VaRoma 14:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Saka mumwe nemumwe wedu achazvidavirira kuna Mwari.+
14 Nekuti Mwari wechokwadi achatonga mabasa ese, kusanganisira zvese zvakavanzwa, kuti aone kana zvakanaka kana kuti zvakaipa.+