Mateu 21:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Uye zvinhu zvese zvamunonyengetera muchikumbira muine kutenda, muchazvigamuchira.”+ VaHebheru 11:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Uyewo, pasina kutenda hazviiti kunyatsofadza Mwari, nekuti munhu wese anosvika kuna Mwari anofanira kutenda kuti ariko uye kuti anopa mubayiro vaya vanomutsvaga nemwoyo wese.+
6 Uyewo, pasina kutenda hazviiti kunyatsofadza Mwari, nekuti munhu wese anosvika kuna Mwari anofanira kutenda kuti ariko uye kuti anopa mubayiro vaya vanomutsvaga nemwoyo wese.+