RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mako 11:24
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 24 Ndokusaka ndichikuudzai kuti, zvinhu zvese zvamunonyengeterera muchikumbira, ivai nekutenda kwekuti matozvigamuchira, uye muchava nazvo.+

  • Ruka 11:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Saka ndinoti kwamuri, rambai muchikumbira,+ uye muchapiwa; rambai muchitsvaga, uye muchawana; rambai muchigogodza, uye muchazarurirwa.+

  • Johani 14:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Uye zvese zvamunokumbira muzita rangu, ndichazviita, kuti Mwanakomana aite kuti Baba vakudzwe.+

  • Jakobho 1:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Saka kana mumwe wenyu asina uchenjeri, ngaarambe achikumbira Mwari+ uye achahupiwa,+ nekuti iye anopa munhu wese nemwoyo wese, asingazvidzi.*+

  • 1 Johani 3:22
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 22 uye anotipa zvinhu zvese zvatinomukumbira,+ nekuti tiri kuchengeta mirayiro yake uye tiri kuita zvinomufadza.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe