Zvirevo 10:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Ruvengo ndirwo runomutsa kukakavadzana,Asi rudo runofukidza kudarika kwese.+ Zvirevo 17:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Munhu wese anoregerera* kutadzirwa kwaaitwa anenge achitsvaga rudo,+Asi uya anoramba achingodzokorora nyaya anoparadzanisa shamwari dzepedyo.+ 1 VaKorinde 13:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Rudo+ rune mwoyo murefu+ uye rune mutsa.+ Rudo haruna godo.+ Haruzvikudzi, haruzvitutumadzi,+ 1 VaKorinde 13:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Runoshingirira zvinhu zvese,+ runotenda zvinhu zvese,+ rune tariro pazvinhu zvese,+ runotsungirira zvinhu zvese.+
9 Munhu wese anoregerera* kutadzirwa kwaaitwa anenge achitsvaga rudo,+Asi uya anoramba achingodzokorora nyaya anoparadzanisa shamwari dzepedyo.+
7 Runoshingirira zvinhu zvese,+ runotenda zvinhu zvese,+ rune tariro pazvinhu zvese,+ runotsungirira zvinhu zvese.+