2 VaKorinde 4:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Nekuti kunyange zvazvo kutambura kwacho kuri kwenguva diki uye kwakareruka, kunoita kuti tiwane kubwinya kwakatokura kwazvo uye kusingaperi;+ 1 VaTesaronika 2:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 kuti murambe muchifamba zvakakodzera pamberi paMwari,+ ari kukudanai kuti muuye kuUmambo hwake+ nekubwinya kwake.+
17 Nekuti kunyange zvazvo kutambura kwacho kuri kwenguva diki uye kwakareruka, kunoita kuti tiwane kubwinya kwakatokura kwazvo uye kusingaperi;+
12 kuti murambe muchifamba zvakakodzera pamberi paMwari,+ ari kukudanai kuti muuye kuUmambo hwake+ nekubwinya kwake.+