Revhitiko 11:44 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 44 Nekuti ndini Jehovha Mwari wenyu,+ uye munofanira kuzvitsaura mova vatsvene,+ nekuti ini ndiri mutsvene.+ Saka hamufaniri kuzvisvibisa nezvisikwa chero zvipi zvazvo zvinofamba panyika zvakawanda. Revhitiko 19:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 “Taura neungano yese yevaIsraeri, uti kwavari, ‘Munofanira kuva vatsvene, nekuti ini, Jehovha Mwari wenyu, ndiri mutsvene.+ Revhitiko 20:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 “‘Munofanira kuzvitsaura mova vatsvene,+ nekuti ndini Jehovha Mwari wenyu. Revhitiko 20:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Munofanira kuva vatsvene kwandiri, nekuti ini, Jehovha, ndiri mutsvene,+ uye ndiri kukutsaurai pakati pemamwe marudzi kuti muve vangu.+
44 Nekuti ndini Jehovha Mwari wenyu,+ uye munofanira kuzvitsaura mova vatsvene,+ nekuti ini ndiri mutsvene.+ Saka hamufaniri kuzvisvibisa nezvisikwa chero zvipi zvazvo zvinofamba panyika zvakawanda.
2 “Taura neungano yese yevaIsraeri, uti kwavari, ‘Munofanira kuva vatsvene, nekuti ini, Jehovha Mwari wenyu, ndiri mutsvene.+
26 Munofanira kuva vatsvene kwandiri, nekuti ini, Jehovha, ndiri mutsvene,+ uye ndiri kukutsaurai pakati pemamwe marudzi kuti muve vangu.+