Eksodho 19:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Muchava kwandiri umambo hwevapristi nerudzi rutsvene.’+ Aya ndiwo mashoko aunofanira kuudza vaIsraeri.” Revhitiko 19:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 “Taura neungano yese yevaIsraeri, uti kwavari, ‘Munofanira kuva vatsvene, nekuti ini, Jehovha Mwari wenyu, ndiri mutsvene.+ Dheuteronomi 14:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Nekuti muri rudzi rutsvene+ kuna Jehovha Mwari wenyu, uye Jehovha akakusarudzai kuti muve rudzi rwake, pfuma yake yaanokoshesa, pakati pemarudzi ese ari panyika.+ 1 VaTesaronika 4:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Nekuti Mwari haana kutidanira kusachena asi utsvene.+
6 Muchava kwandiri umambo hwevapristi nerudzi rutsvene.’+ Aya ndiwo mashoko aunofanira kuudza vaIsraeri.”
2 “Taura neungano yese yevaIsraeri, uti kwavari, ‘Munofanira kuva vatsvene, nekuti ini, Jehovha Mwari wenyu, ndiri mutsvene.+
2 Nekuti muri rudzi rutsvene+ kuna Jehovha Mwari wenyu, uye Jehovha akakusarudzai kuti muve rudzi rwake, pfuma yake yaanokoshesa, pakati pemarudzi ese ari panyika.+