Hosiya 2:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Ndichamudyara panyika sembeu kuti ave wangu,+Uye ndichanzwira tsitsi uya akanga asina kunzwirwa tsitsi;*Ndichati kune vaya vasiri vanhu vangu:* “Muri vanhu vangu,”+ Uye ivo vachati: “Muri Mwari wedu.”’”+
23 Ndichamudyara panyika sembeu kuti ave wangu,+Uye ndichanzwira tsitsi uya akanga asina kunzwirwa tsitsi;*Ndichati kune vaya vasiri vanhu vangu:* “Muri vanhu vangu,”+ Uye ivo vachati: “Muri Mwari wedu.”’”+