VaEfeso 4:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 uye munofanira kupfeka unhu hutsva+ hwakasikwa maererano nekuda kwaMwari mukururama kwechokwadi nekuvimbika. VaKorose 3:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 mupfeke unhu hutsva,+ huri kuitwa hutsva kuburikidza neruzivo rwakarurama maererano nemufananidzo weuya akahusika,+ VaKorose 3:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Saka sevanhu vaMwari vakasarudzwa,+ vatsvene uye vanodiwa, pfekai rudo rwakadzama muchinzwirana tsitsi,+ mutsa, kuzvininipisa,*+ unyoro,+ nemwoyo murefu.+ 1 Timoti 2:9, 10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Vakadzi vanofanirawo kupfeka zvipfeko zvine mutsigo,* zvinoratidza kuva nemwero uye pfungwa dzakanaka, kwete kuruka bvudzi negoridhe kana nemaparera kana kupfeka zvinhu zvinonyanya kudhura,+ 10 asi ngavapfeke nenzira inokodzera vakadzi vakazvipira kuna Mwari,+ nemabasa akanaka.
24 uye munofanira kupfeka unhu hutsva+ hwakasikwa maererano nekuda kwaMwari mukururama kwechokwadi nekuvimbika.
10 mupfeke unhu hutsva,+ huri kuitwa hutsva kuburikidza neruzivo rwakarurama maererano nemufananidzo weuya akahusika,+
12 Saka sevanhu vaMwari vakasarudzwa,+ vatsvene uye vanodiwa, pfekai rudo rwakadzama muchinzwirana tsitsi,+ mutsa, kuzvininipisa,*+ unyoro,+ nemwoyo murefu.+
9 Vakadzi vanofanirawo kupfeka zvipfeko zvine mutsigo,* zvinoratidza kuva nemwero uye pfungwa dzakanaka, kwete kuruka bvudzi negoridhe kana nemaparera kana kupfeka zvinhu zvinonyanya kudhura,+ 10 asi ngavapfeke nenzira inokodzera vakadzi vakazvipira kuna Mwari,+ nemabasa akanaka.