Numeri 24:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Ndichamuona, asi kwete iye zvino;Ndichamuona, asi pava paya. Nyeredzi+ ichabuda kuna Jakobho,Uye tsvimbo+ yeumambo ichabva kuna Israeri.+ Uye achapwanya huma dzevaMoabhi+Nemadehenya evanakomana vese vemheremhere. Zvakazarurwa 22:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 “‘Ini Jesu, ndakatuma ngirozi yangu kuti ikuzivisei zvinhu izvi kuti ungano ibatsirwe. Ndini mudzi uye mwana waDhavhidhi,+ uye ndini nyeredzi yemangwanani inopenya.’”+
17 Ndichamuona, asi kwete iye zvino;Ndichamuona, asi pava paya. Nyeredzi+ ichabuda kuna Jakobho,Uye tsvimbo+ yeumambo ichabva kuna Israeri.+ Uye achapwanya huma dzevaMoabhi+Nemadehenya evanakomana vese vemheremhere.
16 “‘Ini Jesu, ndakatuma ngirozi yangu kuti ikuzivisei zvinhu izvi kuti ungano ibatsirwe. Ndini mudzi uye mwana waDhavhidhi,+ uye ndini nyeredzi yemangwanani inopenya.’”+