-
Judha 4Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
4 Chikonzero changu ndechekuti vamwe vanhu vakaverevedza vachipinda pakati penyu, vaya vakasarudzirwa mutongo uyu kare kare maererano neMagwaro; vanhu vacho havadi Mwari uye vanoshandisa nyasha dzaMwari wedu zvisiri izvo kuti vaite zvinhu zvakafumuka*+ uye vanoratidza kuti havana kutendeka kuna tenzi uye Ishe wedu mumwe chete, Jesu Kristu.+
-