4 Mumazuva iwayo uye pashure pacho, panyika paiva nevaNefirimu. Nguva iyoyo vanakomana vaMwari wechokwadi vakaramba vachirara nevanasikana vevanhu, uye vanasikana ivavo vaivaberekera vanakomana. Ava ndivo vanhu vekare vaiva nesimba, varume vaiva nemukurumbira.