2 Petro 2:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Chokwadi Mwari haana kurega kuranga ngirozi dzakatadza,+ asi, akadzikanda muTatarosi,*+ akadzisunga necheni dzerima* guru kuti dzichengeterwe kutongwa.+
4 Chokwadi Mwari haana kurega kuranga ngirozi dzakatadza,+ asi, akadzikanda muTatarosi,*+ akadzisunga necheni dzerima* guru kuti dzichengeterwe kutongwa.+