Judha 6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Uye ngirozi dzisina kuchengeta nzvimbo yadzo yepakutanga, dziya dzakasiya nzvimbo yadzo yekugara yakakodzera,+ akadzichengeta murima gobvu dzakasungwa nekusingaperi kuti dzizotongwa pazuva guru.+
6 Uye ngirozi dzisina kuchengeta nzvimbo yadzo yepakutanga, dziya dzakasiya nzvimbo yadzo yekugara yakakodzera,+ akadzichengeta murima gobvu dzakasungwa nekusingaperi kuti dzizotongwa pazuva guru.+