Ruka 8:30, 31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 30 Jesu akamubvunza kuti: “Unonzi ani?” Iye akati: “Rigiyoni,” nekuti akanga akagarwa nemadhimoni akawanda. 31 Uye aimuteterera kuti asaarayira kuenda mugomba rakadzikadzika.+ 2 Petro 2:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Chokwadi Mwari haana kurega kuranga ngirozi dzakatadza,+ asi, akadzikanda muTatarosi,*+ akadzisunga necheni dzerima* guru kuti dzichengeterwe kutongwa.+ Zvakazarurwa 20:1, 2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Ndakabva ndaona ngirozi ichiburuka kubva kudenga iine kiyi yegomba rakadzikadzika,+ yakabata cheni huru muruoko rwayo. 2 Yakabata dhiragoni,+ nyoka yepakutanga,+ iye Dhiyabhorosi+ uye Satani,+ ikamusunga kwemakore 1 000.
30 Jesu akamubvunza kuti: “Unonzi ani?” Iye akati: “Rigiyoni,” nekuti akanga akagarwa nemadhimoni akawanda. 31 Uye aimuteterera kuti asaarayira kuenda mugomba rakadzikadzika.+
4 Chokwadi Mwari haana kurega kuranga ngirozi dzakatadza,+ asi, akadzikanda muTatarosi,*+ akadzisunga necheni dzerima* guru kuti dzichengeterwe kutongwa.+
20 Ndakabva ndaona ngirozi ichiburuka kubva kudenga iine kiyi yegomba rakadzikadzika,+ yakabata cheni huru muruoko rwayo. 2 Yakabata dhiragoni,+ nyoka yepakutanga,+ iye Dhiyabhorosi+ uye Satani,+ ikamusunga kwemakore 1 000.