Genesisi 7:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Saka akaparadza zvipenyu zvese zvaiva panyika, kusanganisira vanhu, mhuka, mhuka dzinokambaira, uye zvisikwa zvinobhururuka zvekudenga. Zvese zvakaparadzwa panyika;+ Noa chete nevaaiva navo muareka ndivo vakapona.+
23 Saka akaparadza zvipenyu zvese zvaiva panyika, kusanganisira vanhu, mhuka, mhuka dzinokambaira, uye zvisikwa zvinobhururuka zvekudenga. Zvese zvakaparadzwa panyika;+ Noa chete nevaaiva navo muareka ndivo vakapona.+