-
VaHebheru 6:4-6Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
4 Nekuti kana vari vaya vakambovhenekerwa,+ vakaravira chipo chepachena chekudenga, vakagamuchira mweya mutsvene, 5 vakaravira shoko rakanaka raMwari nemasimba enyika ichauya,* 6 asi vakazotsauka,+ hazviiti kuti vakwanise kupfidza zvivi zvavo, nekuti vanoroverera Mwanakomana waMwari padanda zvakare, vachimunyadzisa pachena.+
-